Jeremiah 9:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naiɀoɀo ɀanzi naJehova wehondo, Mŋari waIsraeri: Tarirai, ndicadyisa ʋanhu aʋa gaʋakaʋa, nokuʋanwisa mvura yenduru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, Mwari weIsraeri, “Tarirai ndichaita kuti vanhu ava vadye zvinovava uye kuti vanwe mvura ino muchetura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndokusaka zvanzi naTenzi wehondo nehondo, Mwari weIsiraeri: Chinzwa, ndichadyisa vanhu ivava gavakava ndichivapa mvura yokunwa ine chepfu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naizvozvo zvanzi naJehovha wehondo, Mwari waIsiraeri, ‘Tarirai, ndichadyisa vanhu ava gavakava, nokuvanwisa mvura yenduru.
Shona 2009?
naizvozvo zvanzi naJehovha wehondo, Mwari waIsiraeri, `Tarirai, ndichadyisa vanhu ava gavakava, nokuvamwisa mvura yenduru.
Shona SUB 2002 Bible
naizvozvo zvanzi naJehovha wehondo, Mwari waIsiraeri, ‘Tarirai, ndichadyisa vanhu ava gavakava, nokuvanwisa mvura yenduru.