Jeremiah 9:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti rufu rwakakwira pamawindi eɗu, rwakapinda mudzimba dzamadzimambo eɗu, kuti rupedze ʋana ʋari kunze, namajaya ari panzira dzomuguta.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rufu rwakawira napamawindo edu uye rwapinda munhare dzedu; rwauraya vana mumigwagwa namajaya ari munzira dzeguta.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti rufu rwatipindira napahwindo rukapinda mumizinda yedu ruchipedza vana mumigwagwa'mu namajaya mudzinhandare.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti rufu rwakakwira pamahwindo edu, rwakapinda mudzimba dzamadzimambo edu, kuti rupedze vana vari kunze, namajaya ari panzira dzomuguta.”
Shona 2009?
"Nokuti rufu rwakakwira pamahwindo edu, rwakapinda mudzimba dzamadzimambo edu, kuti rupedze vana vari kunze, namajaya ari panzira dzomuguta."
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti rufu rwakakwira pamahwindo edu, rwakapinda mudzimba dzamadzimambo edu, kuti rupedze vana vari kunze, namajaya ari panzira dzomuguta.”