Jeremiah 9:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi unoɀirumbidza, ŋgaaɀirumbidze pamsoro pecinhu ici, kuti uno ndi nzwisisa nokundiziʋa ini, kuti ndini Jehova, unoita ʋunyoro nokururamisira, nokururama panyika; nokuti ndinofarira ɀinhu iɀi — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi anozvirumbidza ngaazvirumbidze pamusoro pezvizvi: kuti anondinzwisisa uye kuti anondiziva ini, kuti ndini Jehovha, anoita unyoro, nokukururamisira, nokururama panyika, nokuti ndinofarira izvozvi,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kutoti munhu anenge achizvipa mbiri ngaazvirumbidzire kuti anenge achindinzwisisa uye achindiziva kuti “Ini ndini Tenzi ndinoita panyika mwoyochena noruenzaniso nokururama nokuti izvozvi izvi ndozvandinofarira ndizvo zviri kutaura Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi unozvirumbidza, ngaazvirumbidze pamusoro pechinhu ichi, kuti unondinzwisisa nokundiziva ini, kuti ndini Jehovha, unoita hunyoro nokururamisira, nokururama panyika; nokuti ndinofarira zvinhu izvi” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona 2009?
asi unozvirumbidza, ngaazvirumbidze pamusoro pechinhu ichi, kuti unondinzwisisa nokundiziva ini, kuti ndini Jehovha, unoita hunyoro nokururamisira, nokururama panyika; nokuti ndinofarira zvinhu izvi" ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
asi unozvirumbidza, ngaazvirumbidze pamusoro pechinhu ichi, kuti unondinzwisisa nokundiziva ini, kuti ndini Jehovha, unoita hunyoro nokururamisira, nokururama panyika; nokuti ndinofarira zvinhu izvi” ndizvo zvinotaura Jehovha.