Jeremiah 9:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋanoti; Egipita, naJuda, naEdomi, naʋana ʋaAmoni, naMoabi, naʋose ʋakaʋeʋurwa vudzi raʋo kumatiʋi, ʋanogara kurenje; nokuti marudzi ose haana‐kudziŋgiswa, ʋuye ʋose ʋeimba yaIsraeri haʋana‐kudziŋgiswa pamŋoyo yaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ijipiti, Judha, Edhomu, Amoni, Moabhu navose vanogara mugwenga kunzvimbo dziri kure. Nokuti ndudzi dzose idzi hadzina kumbodzingiswa, uye kunyange imba yose yaIsraeri haina kudzingiswa, mumwoyo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vose zvavo vemba yaIsiraeri, mumwoyo'mu ndimo mavasina kudzingiswa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vanoti; Ijipiti, naJudha, naEdhomu, navana vaAmoni, naMoabhu, navose vakaveurwa vhudzi ravo kumativi, vanogara kurenje; nokuti marudzi ose haana kudzingiswa, uye vose veimba yaIsiraeri havana kudzingiswa pamwoyo yavo.”
Shona 2009?
vanoti, Ijipiti, naJudha, naEdhomu, navana vaAmoni, naMoabhu, navose vakaveurwa vhudzi ravo kumativi, vanogara kurenje; nokuti marudzi ose haana kudzingiswa, uye vose veimba yaIsiraeri havana kudzingiswa pamoyo yavo."
Shona SUB 2002 Bible