Jeremiah 9:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanokuŋga marimi aʋo, seɀa ʋanoita ʋuta bgaʋo, kuzoreʋa nhema; ʋasimba panyika, asi haʋaiti neɀokwaɗi; nokuti ʋanoramba ʋaciŋgoita ɀakaipa, haʋandiziʋi — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Vanokunga rurimi rwavo souta, kuti vapfure nhema; havaiti nechokwadi pakukunda kwavanoita munyika. Vanobva pane chimwe chivi vachienda pane chimwe; havandizivi ini,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Vanokunga rurimi rwavo souta, chavanosimbirira munyika muno manyepo chete, kwete chokwadi nokuti vanoenda kundotutsira uipi pamusoro pohumwe uye havandizivi, ndizvo zviri kutaura Tenzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Vanokunga marimi avo, sezvavanoita huta hwavo, kuzoreva nhema; vasimba panyika, asi havaiti nezvokwadi; nokuti vanoramba vachingoita zvakaipa, havandizivi,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona 2009?
"Vanokunga marimi avo, sezvavanoita huta hwavo, kuzoreva nhema; vasimba panyika, asi havaiti nezvokwadi; nokuti vanoramba vachingoita zvakaipa, havandizivi," ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
“Vanokunga marimi avo, sezvavanoita huta hwavo, kuzoreva nhema; vasimba panyika, asi havaiti nezvokwadi; nokuti vanoramba vachingoita zvakaipa, havandizivi,” ndizvo zvinotaura Jehovha.