Jeremiah 9:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mumŋe nomumŋe ŋgaacenjerere wokwake, murege kutenda hama ipi neipi; nokuti hama imŋe neimŋe icanyeŋgera, nowokwake mumŋe nomumŋe ucapota‐pota anamakuhwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Chenjererai shamwari dzenyu; musavimba nehama dzenyu. Nokuti hama ipi neipi inonyengera, uye shamwari ipi neipi inoita makuhwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu wose ngaachenjerere mumwe wake, arege kuvimba kana nehama zvayo, nokuti hama ipi neipi zvayo inonyengedza inonyengedza uchitora nzvimbo dzavamwe nokubata vanhu kumeso vose zvavo vangova vanazimwaya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mumwe nomumwe ngaachenjerere wokwake, murege kutenda hama ipi neipi; nokuti hama imwe neimwe ichanyengera, nowokwake mumwe nomumwe uchapota-pota ana makuhwa.
Shona 2009?
Mumwe nomumwe ngaachenjerere wokwake, murege kutenda hama ipi neipi; nokuti hama imwe neimwe ichanyengera, nowokwake mumwe nomumwe uchapota-pota ana makuhwa.
Shona SUB 2002 Bible
Mumwe nomumwe ngaachenjerere wokwake, murege kutenda hama ipi neipi; nokuti hama imwe neimwe ichanyengera, nowokwake mumwe nomumwe uchapota–pota ana makuhwa.