Job 1:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova akati kunaSatani: Tarira, ɀose ɀaanaɀo ɀiri paruʋoko rwako; asi usatambanudzira ruʋoko rwako kwaari. Naiɀoɀo Satani akabva pamberi paJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akati kuna Satani, “Saka zvakanaka, zvose zvaanazvo zviri mumaoko ako, asi iye usamubata.” Ipapo Satani akabva pamberi paJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akati kuna Satani, “Zvakanaka, zvose zvaanazvo zvava mumaoko mako, asi iye pachake usambomubatabata zvako.” Saizvozvo Satani akabva abva zvake panaMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akati kuna Satani, “Tarira, zvose zvaanazvo zviri paruoko rwako; asi usatambanudzira ruoko rwako kwaari.” Naizvozvo Satani akabva pamberi paJehovha.
Shona 2009?
Jehovha akati kuna Satani, "Tarira, zvose zvaanazvo zviri paruoko rwako; asi usatambanudzira ruoko rwako kwaari." Naizvozvo Satani akabva pamberi paJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akati kuna Satani, “Tarira, zvose zvaanazvo zviri paruoko rwako; asi usatambanudzira ruoko rwako kwaari.” Naizvozvo Satani akabva pamberi paJehovha.