Job 1:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino rimŋe zuʋa ʋanakomana ʋake naʋanasikana ʋake ʋakati ʋacidya nokunwa waini paimba yomukuru waʋo,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rimwe zuva vanakomana vaJobho navanasikana vake vakati vachidya nokunwa waini vari paimba yomukoma wavo mukuru,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rimwe zuva zvakaitika kuti vanakomana navanasikana vake vakanga vari pakudya zvavo nokunwa waini mumba yomukomana wavo mukuru,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino rimwe zuva vanakomana vake navanasikana vake vakati vachidya nokunwa waini paimba yomukuru wavo,
Shona 2009?
Zvino rimwe zuva vanakomana vake navanasikana vake vakati vachidya nokumwa waini paimba yomukuru wavo,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino rimwe zuva vanakomana vake navanasikana vake vakati vachidya nokunwa waini paimba yomukuru wavo,