Job 1:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋaSabea ʋakadziwira, ndokudzitora, naʋafudzi ʋo ʋakaʋaʋuraya neminondo inopinza; ini ndoga ndapukunyuka, ndaʋuya kuzokuʋudzai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vaSebhia vakarwisa vakazvitora vakaenda nazvo. Vauraya varanda nomunondo ini ndoga ndini ndapunyuka kuti ndizokuzivisai!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaSebhiya vauya vakazvitora vakauraya vashandi namapakatwa, ini ndoga ndini ndapunyuka kuzokutaurirai.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vaSabea vakadziwira, ndokudzitora, navafudziwo vakavauraya neminondo inopinza; ini ndoga ndakapukunyuka, ndauya kuzokuudzai.”
Shona 2009?
vaSabea vakadziwira, ndokudzitora, navafudziwo vakavauraya neminondo inopinza; ini ndoga ndakapukunyuka, ndauya kuzokuudzai."
Shona SUB 2002 Bible
vaSabea vakadziwira, ndokudzitora, navafudziwo vakavauraya neminondo inopinza; ini ndoga ndakapukunyuka, ndauya kuzokuudzai.”