Job 1:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye wakati acataura, mumŋe akaȿika ʋo, akati: Ʋanakomana ʋenyu naʋanasikana ʋenyu ʋakaŋga ʋacidya nokunwa waini mumba momukuru waʋo,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Achiri kutaura kudaro, imwezve nhume yakasvika ikati, “Vanakomana venyu navanasikana venyu vanga vachidya nokunwa waini vari mumba momukoma wavo mukuru,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Achiri mukutaura mumwezve ndiye vhu, akati, “Vana venyu vanga vachidya nokunwa zvavo waini mumba yomukoma wavo mukuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati achitaura, mumwe akasvikawo, akati, “Vanakomana venyu navanasikana venyu vakanga vachidya nokunwa waini mumba momukuru wavo,
Shona 2009?
Iye akati achitaura, mumwe aka­svikawo, akati, "Vanakomana venyu navanasikana venyu vakanga vachidya nokumwa waini mumba momukuru wavo,
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati achitaura, mumwe akasvikawo, akati, “Vanakomana venyu navanasikana venyu vakanga vachidya nokunwa waini mumba momukuru wavo,