Job 1:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɗutu guru ndokubva kurutiʋi rwerenje, ndokuroʋa pamakona manna eimba, iyo ikawira pamsoro paʋana, ʋakafa; ini ndoga ndapukunyuka, ndaʋuya kuzokuʋudzai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
pakarepo mhepo huru yavhuvhuta ichibva kugwenga ikarova makona mana eimba. Yawira pamusoro pavo uye vafa, uye ini ndoga ndini ndasara kuti ndizokuzivisai!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwabva dutu guru ravhuvhuta nokugwenga rikarova imba iyoyo kumativi mana ikakoromokera pavadiki ivava vakafa. Ini ndoga ndini ndapunyuka kuzokutaurirai.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
dutu guru ndokubva kurutivi rwerenje, ndokurova pamusoro pavana, vakafa; ini ndoga ndapukunyuka, ndauya kuzokuudzai.”
Shona 2009?
dutu guru ndokubva kurutivi rwerenje, ndokurova pamusoro pavana, vakafa; ini ndoga ndapukunyuka, ndauya kuzokuudzai."
Shona SUB 2002 Bible
dutu guru ndokubva kurutivi rwerenje, ndokurova pamusoro pavana, vakafa; ini ndoga ndapukunyuka, ndauya kuzokuudzai.”