Job 1:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Paɀinhu iɀi ɀose Jobo haana‐kutadza, haana‐kuti Mŋari wakaita noʋupenzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazvinhu izvi zvose, Jobho haana kutadza kana kupa Mwari mhosva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munaizvozvi zvose Jobhu haana chaakakanganisa kana kupa Mwari mhosva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pazvinhu izvi zvose Jobho haana kutadza, haana kuti Mwari akaita noupenzi.
Shona 2009?
pazvinhu izvi zvose Jobho haana kutadza, haana kuti Mwari akaita noupenzi.
Shona SUB 2002 Bible
Pazvinhu izvi zvose Jobho haana kutadza, haana kuti Mwari akaita noupenzi.