Job 1:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye fuma yake yakaȿika makwai aneɀuru ɀinomŋe, namakamera aneɀuru ɀitatu, neŋombe dzakariŋgana majoko anamazana mashanu, namakadzi emboŋgoro anamazana mashanu, naʋanhu ʋazhinji paimba yake; naiɀoɀo munhu uyu wakaŋga ari mukuru pakati paʋana ʋamabvazuʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye akanga ana makwai zviuru zvinomwe, ngamera zviuru zvitatu, nenzombe dzairingana majoko mazana mashanu, uye mazana mashanu embongoro hadzi, navaranda vakawanda kwazvo. Akanga ari munhu mukuru kuna vose pakati pavanhu vokumabvazuva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
aiva nehwai zviuru zvinomwe, nengamera zviuru zvitatu nezvipani mazana mashanu amadhonza, namazana mashanu amadhongi makadzi navaranda vazhinji kwazvo, zvokuti aiva nomukurumbira kupinda vamwe vanhu vose vokumabvazuva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye pfuma yake yakasvika makwai ane zviuru zvinomwe, nengamera zviuru zvitatu, nemombe dzakaringana majoko ana mazana mashanu, namakadzi embongoro ana mazana mashanu, navanhu vazhinji paimba yake; naizvozvo munhu uyu akanga ari mukuru pakati pavana vamabvazuva.
Shona 2009?
Uye fuma yake yakasvika ma­kwai ane zviuru zvinomwe, nemakamera zviuru zvitatu, nemombe dzakaringana majoko ana mazana mashanu, namakadzi embongoro ana mazana mashanu, nava­nhu vazhinji paimba yake; naizvozvo munhu uyu akanga ari mukuru pakati pavana vamabvazuva.
Shona SUB 2002 Bible
Uye pfuma yake yakasvika makwai ane zviuru zvinomwe, nengamera zviuru zvitatu, nemombe dzakaringana majoko ana mazana mashanu, namakadzi embongoro ana mazana mashanu, navanhu vazhinji paimba yake; naizvozvo munhu uyu akanga ari mukuru pakati pavana vamabvazuva.