Job 1:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova akati kunaSatani: Wabvepiko? Satani akapindura Jehova, akati: Ndabva pakupota‐pota nenyika, napakufamba‐famba pairi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akati kuna Satani, “Wabvepiko?” Satani akapindura Jehovha akati, “Ndabva pakupota-pota nenyika napakukwira nokudzika mairi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akati kuna Satani, “Uri kubvepi?” Satani akapindura Tenzi achiti, “Ndanga ndichingodzengerera zvangu nenyika ndichifamba-famba mairi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akati kuna Satani, “Wabvepiko?” Satani akapindura Jehovha, akati, “Ndabva pakupota-pota nenyika, napakufamba-famba pairi.”
Shona 2009?
Jehovha akati kuna Satani, "Wabve­piko?" Satani akapindura Jehovha, akati, "Ndabva pakupota-pota nenyika, napaku­famba-famba pairi."
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akati kuna Satani, “Wabvepiko?” Satani akapindura Jehovha, akati, “Ndabva pakupota–pota nenyika, napakufamba–famba pairi.”