Job 1:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Satani akapindura Jehova, akati: Jobo unotya Mŋari pasina here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Satani akati, “Ko, Jobho anongotya Mwari pasina here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Satani akapindura Tenzi achiti, “Iye Jobhu anotya Mwari mahara here?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Satani akapindura Jehovha, akati, “Jobho anotya Mwari pasina here?
Shona 2009?
Ipapo Satani akapindura Jehovha, akati, "Jobho anotya Mwari pasina here?
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Satani akapindura Jehovha, akati, “Jobho anotya Mwari pasina here?