Job 10:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makandipa ʋupenyu netsitsi, Hanya dzenyu dzakaceŋgeta mŋeya waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makandipa upenyu mukandinzwira ngoni, uye nehanya yenyu mukachengeta mweya wangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nomwoyochena wenyu makandipa upenyu, mukunditarira kwenyu makandichengetedza upenyu hwangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makandipa upenyu netsitsi, Hanya dzenyu dzakachengeta mweya wangu.
Shona 2009?
Makandipa upenyu netsitsi, Hanya dzenyu dzakachengeta mweya wangu.
Shona SUB 2002 Bible
Makandipa upenyu netsitsi, Hanya dzenyu dzakachengeta mweya wangu.