Job 10:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi makaʋanza ɀinhu iɀi mumŋoyo menyu; Ndinoziʋa kuti cinhu ici caiʋa nemi kare.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asi izvi ndizvo zvamakaviga mumwoyo menyu, uye ndinoziva kuti izvi zvaiva mupfungwa dzenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Asi zvinhu izvi makazvipfundirira mumwoyo menyu. Ndinozviziva kuti ndochaiva chinangwa chenyu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi makavanza zvinhu izvi mumwoyo menyu; Ndinoziva kuti chinhu ichi chaiva nemi kare.
Shona 2009?
Asi makavanza zvinhu izvi mumoyo menyu; Ndinoziva kuti chinhu ichi chaiva nemwi kare.
Shona SUB 2002 Bible
Asi makavanza zvinhu izvi mumwoyo menyu; Ndinoziva kuti chinhu ichi chaiva nemi kare.