Job 10:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ndikatadza munondicerekedza, Hamuɗi kundikaŋganwira kuɗarika kwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana ndakatadza, imi maizenge makanditarisa, uye hamaizotendera kudarika kwangu kuti kurege kurangwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
chokuti kana ndapara chitadzo, imi mobva manyatsozviongorora; pachitadzo changu ichocho musingandipembedzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana ndikatadza munondicherekedza, Hamudi kundikanganwira kudarika kwangu.
Shona 2009?
Kana ndikatadza munondicherekedza, Hamudi kundikangamwira kudarika kwangu.
Shona SUB 2002 Bible
Kana ndikatadza munondicherechedza, Hamudi kundikanganwira kudarika kwangu.