Job 10:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ndiri wakaipa, ndinenhamo; Kana ndiri wakarurama, kunyaŋge ɀakaɗaro handiŋgasimudzi musoro waŋgu; Ɀandizere nokunyadzwa Ndiciŋgotarira kutambudzika kwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana ndine mhosva, ndine nhamo! Kunyange dai ndisina mhosva, handingasimudzi musoro wangu, nokuti ndizere nenyadzi uye ndakanyura mukutambudzika kwangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dai kuri kuti ndakashata, nhamo ineni kana dai kuri kuti ndakarurama, handipasimudze musoro nokuti ndizere nenyadzi uye ndakati tindindi mukurwadziwa kwangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana ndiri akaipa, ndine nhamo; Kana ndiri akarurama, kunyange zvakadaro handingasimudzi musoro wangu; Zvandizere nokunyadzwa Ndichangotarira kutambudzika kwangu.
Shona 2009?
Kana ndiri wakaipa, ndine nhamo; Kana ndiri wakarurama, kunyange zvakadaro handingasimudzi musoro wangu; Zvandizere nokunyadzwa Ndichangotarira kutambudzika kwangu.
Shona SUB 2002 Bible
Kana ndiri akaipa, ndine nhamo; Kana ndiri akarurama, kunyangwe zvakadaro handingasimudzi musoro wangu; Zvandizere nokunyadzwa Ndichangotarira kutambudzika kwangu.