Job 10:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makandiɓuɗisireiko paciɀaro camai? Ndiŋgaɗai ndaifira haŋgu’mo, ndisanhi ndaʋonekwa neziso romunhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, zvino makandibudisirei mudumbu? Ndinoshuva kuti dai ndakafa hangu pasati pava neziso randiona.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Chamakandiburitsira mudumbu chii chaizvo? Dai ndakafa zvangu pasina ziso rakandiona,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makandibudisireiko pachizvaro chamai? Ndingadai ndaifira hangumo, ndisati ndaonekwa neziso romunhu.
Shona 2009?
Makandibudisireiko pachizvaro chamai? Ndingadai ndaifira hangumo, ndisati ndaonekwa neziso romunhu.
Shona SUB 2002 Bible
Makandibudisireiko pachizvaro chamai? Ndingadai ndaifira hangumo, ndisati ndaonekwa neziso romunhu.