Job 10:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndaiita haŋgu sendisina‐kuʋa’po; Ndaitakurirwa kubgiro ndicibva paciɀaro camai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dai chete ndakanga ndisina kumbovapo hangu, kana kutakurwa ndichiendeswa kubwiro ndichangobva mudumbu ramai vangu!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndakaita zvangu somunhu asina kumbovapo ndakatakurwa kubva munhumbu ndichiendwa neni kuguva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndaiita hangu sendisina kuvapo; Ndaitakurirwa kuhwiro ndichibva pachizvaro chamai.
Shona 2009?
Ndaiita hangu sendisina kuvapo; Ndaitakurirwa kuhwiro ndichibva pachizvaro chamai.
Shona SUB 2002 Bible
Ndaiita hangu sendisina kuvapo; Ndaitakurirwa kuhwiro ndichibva pachizvaro chamai.