Job 10:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicati kunaMŋari: Musandipa mhoȿa; Ndiratidzei kuti munorwa neni nemhaka yeiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichati kuna Mwari: Musandipa mhosva asi mundiudze mhaka yangu nemi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichataurira Mwari kuti, “Regai kundipa mhosva ndizivisei mhosva yamunayo neni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichati kuna Mwari, “Musandipa mhosva.” Ndiratidzei kuti munorwa neni nemhaka yeiko?
Shona 2009?
Ndichati kuna Mwari, "Musandipa mhosva." Ndiratidzei kuti munorwa neni nemhaka yeiko?
Shona SUB 2002 Bible
Ndichati kuna Mwari, “Musandipa mhosva.” Ndiratidzei kuti munorwa neni nemhaka yeiko?