Job 10:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndisanhi ndaenda kwandisiŋgazodzoki, Kunyika yerima nomumvuri worufu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ndisati ndaenda kusingadzokwi, kunyika yerima nomumvuri worufu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndisati ndaenda kunzvimbo isingadzokwi, kunyika yenhamo nerima guru,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndisati ndaenda kwandisingazodzoki, Kunyika yerima nomumvuri worufu;
Shona 2009?
Ndisati ndaenda kwandisingazodzoki, Kunyika yerima nomumvuri worufu;
Shona SUB 2002 Bible
Ndisati ndaenda kwandisingazodzoki, Kunyika yerima nomumvuri worufu;