Job 10:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iyo nyika yerima guru, rima cairo; Nyika yomumvuri worufu, panokukaŋganiswa, Ipapo ciedza cakafanana nerima.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kunyika yerima guru, yomumvuri mukuru worufu nenyonganyonga, iko kunoti kunyange chiedza chakangofanana nerima.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nyika yenhamo nenyonganyonga, chiedza choko irima zvaro.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iyo nyika yerima guru, rima chairo; Nyika yomumvuri worufu, panokukanganiswa, Ipapo chiedza chakafanana nerima.
Shona 2009?
Iyo nyika yerima guru, rima chairo; Nyika yomumvuri worufu, panokukanganiswa, Ipapo chiedza chakafanana nerima.
Shona SUB 2002 Bible
Iyo nyika yerima guru, rima chairo; Nyika yomumvuri worufu, panokukanganiswa, Ipapo chiedza chakafanana nerima.