Job 10:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀamunobvunza ɀakaipa ɀaŋgu, Nokunɀera ɀiʋi ɀaŋgu,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti munzvere mhosva dzangu nokuongorora chivi changu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvamunototsvaka kudai uipi hwangu muchivhima kwazvo chitadzo changu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvamunobvunza zvakaipa zvangu, Nokunzvera zvivi zvangu,
Shona 2009?
Zvamunobvunza zvakaipa zvangu, Nokunzvera zvivi zvangu,
Shona SUB 2002 Bible
Zvamunobvunza zvakaipa zvangu, Nokunzvera zvivi zvangu,