Job 10:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge muciziʋa kuti handizi wakaipa; Ʋuye kuti hakuna‐unogona kurwira paruʋoko rwenyu here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kunyange muchiziva kuti handina mhosva, uye kuti hakuna anogona kundinunura paruoko rwenyu here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
imi muchiziva zvenyu kuti ini handina mhosva uye kuti wokundinunura mumaoko enyu ipapa hapana?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange muchiziva kuti handizi akaipa; Uye kuti hakuna anogona kurwira paruoko rwenyu here?
Shona 2009?
Kunyange muchiziva kuti handizi wakaipa; Uye kuti hakuna anogona kurwira paruoko rwenyu here?
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe muchiziva kuti handizi akaipa; Uye kuti hakuna anogona kurwira paruoko rwenyu here?