Job 10:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Maʋoko enyu akandiita nokundiʋumba, Nhiʋi dzaŋgu dzose; kunyaŋge ɀakaɗaro moɗa kundiparadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Maoko enyu akandiumba nokundiita. Ko, zvino modzoka kuzondiparadza here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Imi namaoko enyu ndimi makandiumba imi, mukandisika asi zvino mavakusandukazve muchindiparadza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Maoko enyu akandiita nokundiumba, Nhivi dzangu dzose; kunyange zvakadaro moda kundiparadza.
Shona 2009?
Maoko enyu akandiita nokundiumba, Nhivi dzangu dzose; kunyange zvakadaro moda kundiparadza.
Shona SUB 2002 Bible
Maoko enyu akandiita nokundiumba, Nhivi dzangu dzose; kunyangwe zvakadaro moda kundiparadza.