Job 10:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Raŋgarirai, ndiɀo ɀandinokumbira, kuti makandiʋumba sevu; Ɀino mucandidzosera kuguruʋa here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rangarirai kuti makandiumba sevhu. Ko, zvino mondidzoserazve kuvhu here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Yeukai kuti imi makandiumba semunyakwe zvino mondidzorera kuhuruva zvakare here?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rangarirai, ndizvo zvandinokumbira, kuti makandiumba sevhu; Zvino muchandidzosera kuguruva here?
Shona 2009?
Rangarirai, ndizvo zvandinokumbira, kuti makandiumba sevhu; Zvino muchandidzosera kuguruva here?
Shona SUB 2002 Bible
Rangarirai, ndizvo zvandinokumbira, kuti makandiumba sevhu; Zvino muchandidzosera kuguruva here?