Job 11:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi munhu usakacenjera unoshaiwa kunzwisisa, Ɀirokwaɀo, munhu unoɀarwa se mhuru yembizi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi munhu asina kuchenjera haangagoni kuva akangwara kupfuura kuti mwana wembizi angaberekwa nomunhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Benzi romunhu ringatozonzwisisa kana mbizi yabereka munhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi munhu asakachenjera anoshaiwa kunzwisisa, Zvirokwazvo, munhu anozvarwa semhuru yembizi.
Shona 2009?
Asi munhu asakachenjera anoshaiwa kunzwisisa, Zvirokwazvo, munhu anozvarwa semhuru yembizi.
Shona SUB 2002 Bible
Asi munhu asakachenjera anoshaiwa kunzwisisa, Zvirokwazvo, munhu anozvarwa semhuru yembizi.