Job 11:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana iwe ukaruramisa mŋoyo wako, Ukatambanudzira maʋoko ako kwaari;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asi kana mwoyo wako ukanamatira kwaari, uye iwe ukatambanudzira maoko ako kwaari,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Dai kuri kuti unogadziridza hana yako ugosimudzira maoko ako kwaari,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana iwe ukaruramisa mwoyo wako, Ukatambanudzira maoko ako kwaari;
Shona 2009?
Kana iwe ukaruramisa moyo wako, Ukatambanudzira maoko ako kwaari;
Shona SUB 2002 Bible
Kana iwe ukaruramisa mwoyo wako, Ukatambanudzira maoko ako kwaari;