Job 11:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ucakaŋganwa njodzi yako, Ucairaŋgarira semvura yapfuʋura;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvirokwazvo uchakanganwa nhamo yako, uchangoirangarira semvura yakapfuura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ungatombokanganwa nhamo, uchitodziyeuka semvura yakayerera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti uchakanganwa njodzi yako, Uchairangarira semvura yapfuura;
Shona 2009?
Nokuti uchakangamwa njodzi yako, Uchairangarira semvura yapfuura;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti uchakanganwa njodzi yako, Uchairangarira semvura yapfuura;