Job 11:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋupenyu bgako bgucaʋara kupfuʋura masikati makuru; Kunyaŋge kunerima, kucaʋa samaŋgwanani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Upenyu huchajeka kupfuura masikati makuru, uye rima richaita samangwanani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Upenyu hwako hunopenya kupinda masikati; rima rahwo, richiita samambakwedza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Upenyu hwako huchavara kupfuura masikati makuru; Kunyange kune rima, kuchava samangwanani.
Shona 2009?
Upenyu hwako huchavara kupfuura masikati makuru; Kunyange kune rima, kuchava samangwanani.
Shona SUB 2002 Bible
Upenyu hwako huchavhara kupfuura masikati makuru; Kunyangwe kune rima, kuchava samangwanani.