Job 11:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucaʋata hako pasi, hakuna‐uŋgakutyisa; Ɀirokwaɀo, ʋazhinji ʋacatȿaka kukufadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uchavata hako pasi, pasina munhu anokuvhundutsa, uye vazhinji vachakumbira nyasha dzako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana worara unonorara zvakanaka pasina anokutyisidzira vazhinji vachatsvaka ushamwari newe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uchavata hako pasi, hakuna angakutyisa; Zvirokwazvo, vazhinji vachatsvaka kukufadza.
Shona 2009?
Uchavata hako pasi, hakuna angakutyisa; Zvirokwazvo, vazhinji vachatsvaka kukufadza.
Shona SUB 2002 Bible
Uchavata hako pasi, hakuna angakutyisa; Zvirokwazvo, vazhinji vachatsvaka kukufadza.