Job 11:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Manyawi ako aŋgafanira kunyaradza ʋanhu here? Kana uciɗaɗira, hakuna‐uŋgakunyadza here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, kubvotomoka kwako kunganyaradza vanhu here? Ko, pangashaya anokutsiura paunenge uchihomera here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iko kubvotomoka kwako uku kunofanira kuita kuti vanhu vanyarare nhai? Kana ukataura marara poshaya wokukutsiura here?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Manyawi ako angafanira kunyaradza vanhu here? Kana uchidadira, hakuna ungakunyadza here?
Shona 2009?
Manyawi ako angafanira kunyaradza vanhu here? Kana uchidadira, hakuna ungakunyadza here?
Shona SUB 2002 Bible
Manyawi ako angafanira kunyaradza vanhu here? Kana uchidadira, hakuna ungakunyadza here?