Job 11:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akuratidze ɀakaʋanzwa ɀokuŋgwara, Kuti kunamatiʋi mazhinji. Uziʋe naiɀoɀo kuti Mŋari unokaŋganwira ɀimŋe ɀakaipa ɀako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye akuzarurire zvakavanzika zvouchenjeri, nokuti uchenjeri hwechokwadi huri paviri Uzive izvi: Mwari akatokanganwa kare zvimwe zvivi zvako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ambokunyevera zvakavandika zvoungwaru hwake hunoshaisa vangwaru mazano. Ndopaungaone kuti Mwari arikutokukanganwira zvimwe zvakaipa zvako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akuratidze zvakavanzwa zvokungwara, Kuti kuna mativi mazhinji. Uzive naizvozvo kuti Mwari anokanganwira zvimwe zvakaipa zvako.
Shona 2009?
Akuratidze zvakavanzwa zvokungwara, Kuti kuna mativi mazhinji. Uzive naizvozvo kuti Mwari anokangamwira zvimwe zvakaipa zvako.
Shona SUB 2002 Bible
Akuratidze zvakavanzwa zvokungwara, Kuti kuna mativi mazhinji. Uzive naizvozvo kuti Mwari anokanganwira zvimwe zvakaipa zvako.