Job 11:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Uŋganzwisisa ɀakadzika ɀaMŋari here? Uŋgakwanisa kunzwisisa iye Wamasimba ose here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ko, unganzwisisa zvakavanzika zvaMwari here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ungakwanise here kuera udzamu hwaMwari? Ungakwanise here kusvika kumuganhu waSamasimba?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Unganzwisisa zvakadzika zvaMwari here? Ungakwanisa kunzwisisa iye waMasimbaose here?
Shona 2009?
Unganzwisisa zvakadzika zvaMwari here? Ungakwanisa kunzwisisa iye waMasimbaose here?
Shona SUB 2002 Bible
Unganzwisisa zvakadzika zvaMwari here? Ungakwanisa kunzwisisa iye waMasimbaose here?