Job 11:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀakakwirira sokuɗeŋga; iwe uŋgaiteiko? Ɀakadzika kupfuʋura bgiro; iwe uŋgaziʋeiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvakakwirira kupfuura matenga, iwe ungaiteiko? Zvakadzika kupfuura kudzika kwebwiro, iwe ungaziveiko?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko zvino zvahunopfuura matenga ungazvigone here iwe? Zvahwakadzika kupinda nzvimbo yavafi ungazivei?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvakakwirira sokudenga; iwe ungaiteiko? Zvakadzika kupfuura hwiro; iwe ungaziveiko?
Shona 2009?
Zvakakwirira sokudenga; iwe ungaiteiko? Zvakadzika kupfuura hwiro; iwe ungaziveiko?
Shona SUB 2002 Bible
Zvakakwirira sokudenga; iwe ungaiteiko? Zvakadzika kupfuura hwiro; iwe ungaziveiko?