Job 12:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, iye unodziʋisa mvura, ndokupxa kwayo; Ʋuye unoituma ɀe, ndokushandura kwayo nyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana akadzivisa kunaya kwemvura, kuoma kunovapo; kana akairegedzera, nyika inoparadzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akamisa mvura, kunooma, akaituma inoita murove.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, iye anodzivisa mvura, ndokupwa kwayo; Uye anoitumazve, ndokushandura kwayo nyika.
Shona 2009?
Tarirai, iye anodzivisa mvura, ndokupwa kwayo; Uye anoitumazve, ndokushandura kwayo nyika.
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai, iye anodzivisa mvura, ndokupwa kwayo; Uye anoitumazve, ndokushandura kwayo nyika.