Job 12:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, imi muri ʋanhu ʋakaŋgwara, Kuŋgwara kucafa pamŋe cete nemi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvirokwazvo imi muri vanhu, uye kungwara kuchafa nemi!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ichokwadi kuti imika ndimi vanhu uye kuti pamunongofa, ungwaru ndipowo pahunobva hwatoparara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvirokwazvo, imi muri vanhu vakangwara, Kungwara kuchafa pamwechete nemi.”
Shona 2009?
"Zvirokwazvo, imwi muri vanhu vakangwara, Kungwara kuchafa pamwechete nemi."
Shona SUB 2002 Bible
“Zvirokwazvo, imi muri vanhu vakangwara, Kungwara kuchafa pamwechete nemi.”