Job 12:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unofukura ɀinhu ɀakadzika parima, Unoɓuɗisira kuciedza mumvuri worufu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye anobudisa pachena zvinhu zvakadzama zverima, uye anouyisa mimvuri mikuru kuchiedza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anoburitsa pachena zvakavandika zviri murima achiita kuti rima riti ngwee nechiedza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anofukura zvinhu zvakadzika parima, Anobudisira kuchiedza mumvuri worufu.
Shona 2009?
Anofukura zvinhu zvakadzika parima, Anobudisira kuchiedza mumvuri worufu.
Shona SUB 2002 Bible
Anofukura zvinhu zvakadzika parima, Anobudisira kuchiedza mumvuri worufu.