Job 12:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unowanza ndudzi, ndokudziparadza, Unoparadzira ndudzi kwose, ndokudzitapa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye anokurisa ndudzi, uye anodziparadza; anowanza ndudzi, anodziparadzira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anosimudzira marudzi avanhu pamusoro achiaparadzazve, anokudzakudza marudzi oamwararisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anowanza ndudzi, ndokudziparadza, Anoparadzira ndudzi kwose, ndokudzitapa.
Shona 2009?
Anowanza ndudzi, ndokudziparadza, Anoparadzira ndudzi kose, ndokudzitapa.
Shona SUB 2002 Bible
Anowanza ndudzi, ndokudziparadza, Anoparadzira ndudzi kwose, ndokudzitapa.