Job 12:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unobvisa kunzwisisa kwaʋakuru ʋaʋanhu ʋenyika, Unoʋadzuŋgairisa murenje musinenzira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anotorera vatungamiriri venyika kunzwisisa kwavo; anovaendesa vachingodzungaira pasina nzira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anopazamisa musoro madzimambo avanhu venyika, achivadzungaidza murenje risina nzira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anobvisa kunzwisisa kwavakuru vavanhu venyika, Anovadzungairisa murenje musine nzira.
Shona 2009?
Anobvisa kunzwisisa kwavakuru vavanhu venyika, Anovadzungairisa murenje musine nzira.
Shona SUB 2002 Bible
Anobvisa kunzwisisa kwavakuru vavanhu venyika, Anovadzungairisa murenje musine nzira.