Job 12:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanotȿaŋgadzira murima ʋasineciedza, Unoʋadzeŋgedzekesa somunhu wakaɓatwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanotsvanzvadzira murima vasina chiedza; anoita kuti vadzedzereke sezvidhakwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanoputaira murima vasina mwenje, achivaita kuti vadzadzarike somunhu araradza.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanotsangadzira murima vasina chiedza, Anovadzengedzekesa somunhu akabatwa.
Shona 2009?
Vanotsvangadzira murima vasina chiedza, Anovadzengedzekesa somunhu akabatwa.
Shona SUB 2002 Bible
Vanotsangadzira murima vasina chiedza, Anovadzengedzekesa somunhu akabatwa.