Job 12:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ini ndinenjere ʋo semi; Handizi muɗuku kwamuri; Ɀirokwaɀo, ndianiko usiŋgaziʋi ɀinhu ɀakaɗai?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi neni ndinonzwisisa semi; handisi muduku kwamuri. Ndianiko asingazivi zvinhu zvose izvi?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi ndine njerewo sezvamakangoitawo imi. Ini handisi pasi kwamuri. Asingazivi zvinhu zvakadai ndiani?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi ini ndine njerewo semi; Handizi muduku kwamuri; Zvirokwazvo, ndianiko asingazivi zvinhu zvakadai?
Shona 2009?
Asi ini ndine njerewo semi; Handizi muduku kwamuri, Zvirokwazvo, ndianiko asingazivi zvinhu zvakadai?
Shona SUB 2002 Bible
Asi ini ndine njerewo semi; Handizi muduku kwamuri; Zvirokwazvo, ndianiko asingazivi zvinhu zvakadai?