Job 12:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakafanana nomunhu unosekwa nowaanogara naye, Munhu wakaɗana kunaMŋari, iye akamupindura; Munhu wakarurama, wakakwana, ndiye wosekwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndava chiseko kushamwari dzangu, kunyange ndakadana kuna Mwari akapindura, ndava chiseko zvacho, kunyange ndakarurama uye ndisina chandingapomerwa!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiri chiseko zvacho chenyika kushamwari dzangu ini ndaidanidzira kuna Mwari, iye akatondipindura. Iyeni mururami, munhu ari pachokwadi ndini ndava chiseko zvacho chenyika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakafanana nomunhu anosekwa nowaanogara naye, Munhu akadana kuna Mwari, iye akamupindura; Munhu wakarurama, akakwana, ndiye wosekwa.
Shona 2009?
Ndakafanana nomunhu anosekwa nowaanogara naye, Munhu akadana kuna Mwari, iye akamupindura; Munhu wakarurama, akakwana, ndiye wosekwa.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakafanana nomunhu anosekwa nowaanogara naye, Munhu akadana kuna Mwari, iye akamupindura; Munhu wakarurama, akakwana, ndiye wosekwa.