Job 12:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi bvunzai henyu ɀino mhuka, dzicakudzidzisai; Neshiri dzokuɗeŋga, dzicakuʋudzai;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asi bvunzai mhuka, uye dzichakudzidzisai, kana shiri dzedenga, idzo dzichakuudzai;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Pamwe ungade zvako kubvunza mhuka dzinotokudzidzisa kana kuti shiri dzedenga dzingatokutaurira,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi bvunzai henyu zvino mhuka, dzichakudzidzisai; Neshiri dzokudenga, dzichakuudzai;
Shona 2009?
Asi bvunzai henyu zvino mhuka, dzichakudzidzisai Neshiri dzokudenga, dzichakuudzai;
Shona SUB 2002 Bible
Asi bvunzai henyu zvino mhuka, dzichakudzidzisai; Neshiri dzokudenga, dzichakuudzai;