Job 12:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana taurai henyu nenyika, icakudzidzisai; Nehoʋe dzeguŋgwa dzicakuparidzirai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kana taurai kunyika, ichakudzidzisai, kana hove dzegungwa ngadzikuzivisei.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kana kuti utaure nezvinomera panyika zvichakufundisa, kana kuti hove dzegungwa dzichakutsanangurira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana taurai henyu nenyika, ichakudzidzisai; Nehove dzegungwa dzichakuparidzirai.
Shona 2009?
Kana taurai henyu nenyika, ichakudzidzisai; Nehove dzegungwa dzichakuparidzirai.
Shona SUB 2002 Bible
Kana taurai henyu nenyika, ichakudzidzisai; Nehove dzegungwa dzichakuparidzirai.