Job 12:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndianiko usiŋgaziʋi paɀinhu iɀi ɀose, Kuti ndirwo ruʋoko rwaJehova rwakaita iɀi ɀose?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndechipiko pane zvose izvi chisingazivi kuti ruoko rwaJehovha rwakaita izvi?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chii pakati pazvo chisingazivi kuti ndiye Tenzi akazvisika?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndianiko asingazivi pazvinhu izvi zvose, Kuti ndirwo ruoko rwaJehovha rwakaita izvi zvose?
Shona 2009?
Ndianiko asingazivi pazvinhu izvi zvose, Kuti ndirwo ruoko rwaJehovha rwakaita izvi zvose?
Shona SUB 2002 Bible
Ndianiko asingazivi pazvinhu izvi zvose, Kuti ndirwo ruoko rwaJehovha rwakaita izvi zvose?