Job 13:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo iye ucakutukai, Kana mukaʋa nehanya pakaʋanda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvirokwazvo iye angakutsiurai kana mukaratidza rusaruro muchivande.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anotokutsiurai kana mukaratidza rusarura rwamunoita muchivande.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo iye achakutukai, Kana mukava nehanya pakavanda.
Shona 2009?
Zvirokwazvo iye achakutukai, Kana mukava nehanya pakavanda.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo iye achakutukai, Kana mukava nehanya pakavanda.