Job 13:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge akandiʋuraya hake, ndicamumirira haŋgu; Kunyaŋge ɀakaɗaro ndicaɀiɗaʋirira haŋgu pamberi pake pamsoro pomufambire waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange akandiuraya hake, asi ini ndichavimba naye, zvirokwazvo ndichadzivirira nzira dzangu pamberi pake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kufa kufa zvako hapana chokuita. Ndichatongozvimiririra mhosva yangu pamberi pake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange akandiuraya hake, ndichamumirira hangu; Kunyange zvakadaro ndichazvidavirira hangu pamberi pake pamusoro pomufambiro wangu.
Shona 2009?
Kunyange akandiuraya hake, ndichamumirira hangu; Kunyange zvakadaro ndichazvidavirira hangu pamberi pake pamusoro pomufambiro wangu.
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe akandiuraya hake, ndichamumirira hangu; Kunyangwe zvakadaro ndichazvidavirira hangu pamberi pake pamusoro pomufambiro wangu.